Isaya 45:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Vana+ vose vaIsraeri vachava vakarurama+ muna Jehovha uye vachazvirumbidza.’”+ Jeremiya 9:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 “Asi anozvikudza ngaazvikudze nokuda kwechinhu ichi, kuva nenjere+ uye kuva nezivo pamusoro pangu, kuti ndini Jehovha,+ Iye ane mutsa worudo, kururamisira nokururama panyika;+ nokuti ndinofarira zvinhu izvi,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha. 1 VaKorinde 1:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 kuti zvive sokunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Anozvirumbidza, ngaazvirumbidze muna Jehovha.”+
24 “Asi anozvikudza ngaazvikudze nokuda kwechinhu ichi, kuva nenjere+ uye kuva nezivo pamusoro pangu, kuti ndini Jehovha,+ Iye ane mutsa worudo, kururamisira nokururama panyika;+ nokuti ndinofarira zvinhu izvi,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha.