Ezra 8:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Ndakabva ndazivisa kuti titsanye ipapo parwizi rwaAhavha, kuti tizvininipise+ pamberi paMwari wedu, kuti titsvake kwaari isu nevana vedu+ nezvinhu zvedu zvose nzira yakarurama.+ Zvirevo 3:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Funga nezvake munzira dzako dzose,+ uye iye acharuramisa makwara ako.+
21 Ndakabva ndazivisa kuti titsanye ipapo parwizi rwaAhavha, kuti tizvininipise+ pamberi paMwari wedu, kuti titsvake kwaari isu nevana vedu+ nezvinhu zvedu zvose nzira yakarurama.+