Jeremiya 9:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Nokuti rufu rwauya nepamahwindo edu; rwauya mushongwe dzedu dzatinogara, kuti ruparadze mwana mumugwagwa uye majaya munzvimbo dzinoungana vanhu.’+ Jeremiya 18:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Naizvozvo isai vanakomana vavo kunzara,+ muvaise kusimba rebakatwa;+ madzimai avo ngaave vakadzi vakashayikirwa nevana, uye chirikadzi.+ Varume vavo ngavave vaya vakaurayiwa nedenda rinouraya, majaya avo vaya vakaurayiwa nebakatwa muhondo.+
21 Nokuti rufu rwauya nepamahwindo edu; rwauya mushongwe dzedu dzatinogara, kuti ruparadze mwana mumugwagwa uye majaya munzvimbo dzinoungana vanhu.’+
21 Naizvozvo isai vanakomana vavo kunzara,+ muvaise kusimba rebakatwa;+ madzimai avo ngaave vakadzi vakashayikirwa nevana, uye chirikadzi.+ Varume vavo ngavave vaya vakaurayiwa nedenda rinouraya, majaya avo vaya vakaurayiwa nebakatwa muhondo.+