11 Ndazara nehasha dzaJehovha. Ndaneta nokuramba ndakanyarara.”+
“Dzidururire pamwana ari mumugwagwa+ nepaboka remajaya anoshamwaridzana panguva imwe chete; nokuti vachabatwawo, murume pamwe chete nomudzimai wake, achembera pamwe chete naiye ane mazuva mazhinji.+