Jeremiya 14:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “Zvino utaure kwavari shoko iri, ‘Maziso angu ngaayerere misodzi usiku nemasikati, asarega,+ nokuti mhandara yevanhu vangu yaputswa kwazvo,+ neronda rinorwadza kwazvo.+ Mariro 1:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Ndiri kuchemera zvinhu izvi sezvinoita mukadzi.+ Ziso rangu, ziso rangu riri kuyerera mvura.+Nokuti munyaradzi ava kure neni, mumwe munhu wokuti asimbise mweya wangu.Vanakomana vangu vava vaya vakasiyiwa,+ nokuti muvengi azvitutumadza kwazvo.+
17 “Zvino utaure kwavari shoko iri, ‘Maziso angu ngaayerere misodzi usiku nemasikati, asarega,+ nokuti mhandara yevanhu vangu yaputswa kwazvo,+ neronda rinorwadza kwazvo.+
16 Ndiri kuchemera zvinhu izvi sezvinoita mukadzi.+ Ziso rangu, ziso rangu riri kuyerera mvura.+Nokuti munyaradzi ava kure neni, mumwe munhu wokuti asimbise mweya wangu.Vanakomana vangu vava vaya vakasiyiwa,+ nokuti muvengi azvitutumadza kwazvo.+