Jeremiya 9:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Nokuti rufu rwauya nepamahwindo edu; rwauya mushongwe dzedu dzatinogara, kuti ruparadze mwana mumugwagwa uye majaya munzvimbo dzinoungana vanhu.’+ Jeremiya 31:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “Zvanzi naJehovha, ‘Inzwi riri kunzwika muRama,+ kurira nokuchema kunoshungurudza;+ Rakeri+ achichema vanakomana vake.+ Aramba kunyaradzwa nokuda kwevanakomana vake,+ nokuti havasisipo.’”+
21 Nokuti rufu rwauya nepamahwindo edu; rwauya mushongwe dzedu dzatinogara, kuti ruparadze mwana mumugwagwa uye majaya munzvimbo dzinoungana vanhu.’+
15 “Zvanzi naJehovha, ‘Inzwi riri kunzwika muRama,+ kurira nokuchema kunoshungurudza;+ Rakeri+ achichema vanakomana vake.+ Aramba kunyaradzwa nokuda kwevanakomana vake,+ nokuti havasisipo.’”+