Eksodho 20:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Usazvikotamira kana kunyengedzwa kuti uzvishumire,+ nokuti ini Jehovha Mwari wako ndiri Mwari anoda kuzvipira kwakazara,+ anoranga vanakomana nokuda kwokukanganisa kwemadzibaba, kusvikira kuchizvarwa chechitatu nechechina chevaya vanondivenga;+ Jeremiya 14:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Haiwa Jehovha, tinobvuma zvakaipa zvedu, kukanganisa kwemadzitateguru edu,+ nokuti takakutadzirai.+ Zekariya 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 “‘Zvino madzibaba enyu ari kupi?+ Uye vaprofita+ vacho vakaramba vachirarama nokusingagumi here?
5 Usazvikotamira kana kunyengedzwa kuti uzvishumire,+ nokuti ini Jehovha Mwari wako ndiri Mwari anoda kuzvipira kwakazara,+ anoranga vanakomana nokuda kwokukanganisa kwemadzibaba, kusvikira kuchizvarwa chechitatu nechechina chevaya vanondivenga;+
20 Haiwa Jehovha, tinobvuma zvakaipa zvedu, kukanganisa kwemadzitateguru edu,+ nokuti takakutadzirai.+