Jeremiya 14:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Kana ndikaenda kusango, tarirai, kune vaya vakaurayiwa nebakatwa!+ Kana ndikapinda muguta, tarirai, kunewo matenda aikonzerwa nenzara!+ Nokuti muprofita nomupristi vadzungaira nenyika yavasina kuziva.’”+ Jeremiya 18:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Naizvozvo isai vanakomana vavo kunzara,+ muvaise kusimba rebakatwa;+ madzimai avo ngaave vakadzi vakashayikirwa nevana, uye chirikadzi.+ Varume vavo ngavave vaya vakaurayiwa nedenda rinouraya, majaya avo vaya vakaurayiwa nebakatwa muhondo.+ Ezekieri 7:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Bakatwa+ riri kunze, uye denda nenzara zviri mukati.+ Munhu wose ari kusango achaurayiwa nebakatwa, uye munhu wose ari muguta achaparadzwa nenzara nedenda.+
18 Kana ndikaenda kusango, tarirai, kune vaya vakaurayiwa nebakatwa!+ Kana ndikapinda muguta, tarirai, kunewo matenda aikonzerwa nenzara!+ Nokuti muprofita nomupristi vadzungaira nenyika yavasina kuziva.’”+
21 Naizvozvo isai vanakomana vavo kunzara,+ muvaise kusimba rebakatwa;+ madzimai avo ngaave vakadzi vakashayikirwa nevana, uye chirikadzi.+ Varume vavo ngavave vaya vakaurayiwa nedenda rinouraya, majaya avo vaya vakaurayiwa nebakatwa muhondo.+
15 Bakatwa+ riri kunze, uye denda nenzara zviri mukati.+ Munhu wose ari kusango achaurayiwa nebakatwa, uye munhu wose ari muguta achaparadzwa nenzara nedenda.+