RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 27:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Pazuva iroro hwamanda huru icharidzwa,+ uye vaya vari kuparara munyika yeAsiriya+ nevaya vakapararira munyika yeIjipiti+ vachauya vokotamira+ Jehovha mugomo dzvene riri muJerusarema.+

  • Ezekieri 34:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 “Ndichatsvaka rakarasika,+ ndichadzosa rakatsauka, ndichamonera jira pane riya rakatyoka, ndichasimbisa rinorwara, asi ndichatsakatisa rakakora+ nerakasimba. Ndichafudza iroro racho nokutonga.”+

  • Amosi 9:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 ‘Nokuti tarirai! ndicharayira, ndichasefa imba yaIsraeri pakati pemarudzi ose,+ sezvinoita munhu anosefa nesefa, zvokuti hapana katombo kanowira pasi.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe