Ezekieri 7:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Nguva ichauya, zuva racho richasvika. Mutengi ngaarege kufara;+ uye mutengesi ngaarege kuchema, nokuti boka revanhu vose rakatsamwirwa kwazvo. 1 Petro 4:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Asi kuguma kwezvinhu zvose kwaswedera pedyo.+ Naizvozvo, ivai nepfungwa dzakanaka,+ uye ivai vakasvinurira kunyengetera.+
12 Nguva ichauya, zuva racho richasvika. Mutengi ngaarege kufara;+ uye mutengesi ngaarege kuchema, nokuti boka revanhu vose rakatsamwirwa kwazvo.
7 Asi kuguma kwezvinhu zvose kwaswedera pedyo.+ Naizvozvo, ivai nepfungwa dzakanaka,+ uye ivai vakasvinurira kunyengetera.+