Isaya 30:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti ivo vanhu vanopandukira,+ vanakomana vane nhema,+ vanakomana vave vasingadi kunzwa mutemo waJehovha;+ Jeremiya 5:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Asi vanhu ava vava nemwoyo yakasindimara uye inopandukira; vatsauka uye vanoramba vachifamba nenzira yavo.+ Ezekieri 12:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Mwanakomana womunhu, uri kugara pakati peveimba inopandukira,+ vane maziso okuona asi vasingaoni,+ vane nzeve dzokunzwa asi vasinganzwi,+ nokuti ivo iimba inopandukira.+
9 Nokuti ivo vanhu vanopandukira,+ vanakomana vane nhema,+ vanakomana vave vasingadi kunzwa mutemo waJehovha;+
23 Asi vanhu ava vava nemwoyo yakasindimara uye inopandukira; vatsauka uye vanoramba vachifamba nenzira yavo.+
2 “Mwanakomana womunhu, uri kugara pakati peveimba inopandukira,+ vane maziso okuona asi vasingaoni,+ vane nzeve dzokunzwa asi vasinganzwi,+ nokuti ivo iimba inopandukira.+