Isaya 6:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Iye akati: “Enda, uti kuvanhu ava, ‘Rambai muchinzwa, haiwa imi vanhu, asi musanzwisisa; rambai muchiona, asi musawana zivo chero ipi zvayo.’+ Isaya 44:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Havasati vaziva,+ uyewo havanzwisisi,+ nokuti maziso avo akanamwa kuti varege kuona,+ uye mwoyo yavo kuti varege kuva nenjere.+ Mateu 13:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Ndokusaka ndichitaura navo ndichishandisa mifananidzo, nokuti, kutarira, vanotarira pasina, uye kunzwa, vanonzwa pasina, uyewo havazvinzwisisi;+
9 Iye akati: “Enda, uti kuvanhu ava, ‘Rambai muchinzwa, haiwa imi vanhu, asi musanzwisisa; rambai muchiona, asi musawana zivo chero ipi zvayo.’+
18 Havasati vaziva,+ uyewo havanzwisisi,+ nokuti maziso avo akanamwa kuti varege kuona,+ uye mwoyo yavo kuti varege kuva nenjere.+
13 Ndokusaka ndichitaura navo ndichishandisa mifananidzo, nokuti, kutarira, vanotarira pasina, uye kunzwa, vanonzwa pasina, uyewo havazvinzwisisi;+