Esteri 4:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Mumatunhu ose akasiyana-siyana,+ kwose kwaisvika shoko ramambo nomutemo wake, vaJudha vakachema kwazvo,+ vakatsanya+ nokusvimha misodzi nokuungudza. Vakawanda vakawaridza masaga+ nemadota+ sepokurara. Isaya 22:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 “Zvino Changamire+ Ishe, Jehovha wemauto, acharayira pazuva iroro kuti vasvimhe misodzi,+ kuti vacheme, kuti vagerwe muparavara uye kuti vasungire masaga.+ Dhanieri 9:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Ndakatarira+ kuna Jehovha Mwari wechokwadi, kuti ndimutsvake nokunyengetera+ nokuteterera nokutsanya, ndakapfeka masaga uye ndiine madota.+
3 Mumatunhu ose akasiyana-siyana,+ kwose kwaisvika shoko ramambo nomutemo wake, vaJudha vakachema kwazvo,+ vakatsanya+ nokusvimha misodzi nokuungudza. Vakawanda vakawaridza masaga+ nemadota+ sepokurara.
12 “Zvino Changamire+ Ishe, Jehovha wemauto, acharayira pazuva iroro kuti vasvimhe misodzi,+ kuti vacheme, kuti vagerwe muparavara uye kuti vasungire masaga.+
3 Ndakatarira+ kuna Jehovha Mwari wechokwadi, kuti ndimutsvake nokunyengetera+ nokuteterera nokutsanya, ndakapfeka masaga uye ndiine madota.+