Zvirevo 15:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Chibayiro chinopiwa nevakaipa chinhu chinosemesa Jehovha,+ asi munyengetero wevakarurama unomufadza.+ Zvirevo 15:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Jehovha ari kure nevakaipa,+ asi anonzwa minyengetero yevakarurama.+ Jeremiya 33:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 ‘Shevedzera kwandiri, uye ini ndichakupindura+ ndobva ndakuzivisa zvinhu zvikuru nezvisinganzwisisiki zvausina kuziva.’”+
8 Chibayiro chinopiwa nevakaipa chinhu chinosemesa Jehovha,+ asi munyengetero wevakarurama unomufadza.+
3 ‘Shevedzera kwandiri, uye ini ndichakupindura+ ndobva ndakuzivisa zvinhu zvikuru nezvisinganzwisisiki zvausina kuziva.’”+