Pisarema 37:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Kwangosara nguva duku, munhu akaipa haazovipozve;+Uchanyatsotarira panzvimbo yake, asi haachazovipo.+ Ezekieri 26:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ndichaita kuti uite sepamusoro poruware, panopenya.+ Uchava nzvimbo yokuomesera mambure okukukudzisa.+ Hauzombovakwizve; nokuti ini Jehovha ndazvitaura,’ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha.+
10 Kwangosara nguva duku, munhu akaipa haazovipozve;+Uchanyatsotarira panzvimbo yake, asi haachazovipo.+
14 Ndichaita kuti uite sepamusoro poruware, panopenya.+ Uchava nzvimbo yokuomesera mambure okukukudzisa.+ Hauzombovakwizve; nokuti ini Jehovha ndazvitaura,’ ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha.+