Jobho 34:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuti achapa munhu wepanyika mubayiro+ unoenderana nemaitiro ake,Uye achaita kuti munhu awane zvinoenderana negwara rake. VaRoma 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Iye achaitira mumwe nomumwe maererano nemabasa ake:+
11 Nokuti achapa munhu wepanyika mubayiro+ unoenderana nemaitiro ake,Uye achaita kuti munhu awane zvinoenderana negwara rake.