2 Makoronike 36:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Akatapawo vaya vakanga vasiyiwa nebakatwa, akaenda navo kuBhabhironi,+ vakava vashandi vake+ nevevanakomana vake kusvikira umambo hwePezhiya+ hwatanga kutonga; Jeremiya 52:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Akapofumadza maziso aZedhekiya,+ mambo weBhabhironi achibva azomusunga nezvisungo zvomumakumbo zvemhangura, akaenda naye kuBhabhironi,+ akamuisa muchitokisi kusvikira pazuva raakafa.
20 Akatapawo vaya vakanga vasiyiwa nebakatwa, akaenda navo kuBhabhironi,+ vakava vashandi vake+ nevevanakomana vake kusvikira umambo hwePezhiya+ hwatanga kutonga;
11 Akapofumadza maziso aZedhekiya,+ mambo weBhabhironi achibva azomusunga nezvisungo zvomumakumbo zvemhangura, akaenda naye kuBhabhironi,+ akamuisa muchitokisi kusvikira pazuva raakafa.