Eksodho 32:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Asi zvino kana mukavaregerera chivi chavo,+—uye kana zvikasadaro, ndapota, ndidzimei+ mubhuku renyu+ ramakanyora.” Nehemiya 7:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Asi Mwari wangu akazviisa mumwoyo mangu+ kuti ndiunganidze vanokudzwa nevatevedzeri vevatongi nevanhu vacho kuti vanyorwe maererano nemadzinza avo.+ Ndakabva ndawana bhuku rakanyorwa madzinza+ evaya vakauya pakutanga, ndikawana makanyorwa kuti: Pisarema 69:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Ngavadzimwe mubhuku revapenyu,+Ngavarege kunyorwa imomo pamwe chete nevakarurama.+
32 Asi zvino kana mukavaregerera chivi chavo,+—uye kana zvikasadaro, ndapota, ndidzimei+ mubhuku renyu+ ramakanyora.”
5 Asi Mwari wangu akazviisa mumwoyo mangu+ kuti ndiunganidze vanokudzwa nevatevedzeri vevatongi nevanhu vacho kuti vanyorwe maererano nemadzinza avo.+ Ndakabva ndawana bhuku rakanyorwa madzinza+ evaya vakauya pakutanga, ndikawana makanyorwa kuti: