RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezekieri 6:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Imi muchaziva kuti ndini Jehovha,+ kana vanourayiwa vavo vava pakati pezvidhori zvavo zvinosemesa sendove,+ kupoteredza atari dzavo,+ pamusoro pezvikomo zvose zvakakwirira,+ pamusoro pemakomo pose+ nepasi pemiti yose yakasvibirira+ nepasi pemiti mikuru yose ine mapazi mazhinji,+ nzvimbo yavakapira kunhuhwirira kwakanaka kuzvidhori zvavo zvose zvinosemesa sendove.+

  • Ezekieri 11:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Muchaurayiwa nebakatwa.+ Ndichakutongerai pamuganhu waIsraeri;+ uye muchaziva kuti ndini Jehovha.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe