RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 3:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Zvino Jehovha akati kwandiri mumazuva amambo Josiya:+ “‘Wakaona zvakaitwa naIsraeri asina kutendeka here?+ Iye akaenda pamakomo ose akakwirira+ nepasi pemiti yose yakasvibirira,+ kuti aite zvechipfambi ipapo.+

  • Hosiya 4:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Vanobayira zvibayiro vari pamusoro pemakomo,+ uye vanokwidza utsi hwezvibayiro vari pamusoro pezvikomo,+ pasi pomuti muhombe nomuti unonzi mustorakisi nomuti mukuru, nokuti mumvuri wawo wakanaka.+ Ndokusaka vanasikana venyu vachiita ufeve uye varoora venyu vachiita upombwe.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe