Jeremiya 23:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Vari kutaura vataurazve nevaya vasingandiremekedzi vachiti, ‘Jehovha ati: “Muchava norugare.”’+ Vakaudza vanhu vose vari kufamba mukuoma kwemwoyo yavo+ kuti, ‘Hapana dambudziko richakuwirai.’+ 2 Petro 2:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Nokuti vanotaura mashoko okuzvikudza asingabatsiri, uye nokuchiva kwenyama+ nemiitiro yokusazvibata, vanonyengera+ vaya vanenge vachangopukunyuka+ pavanhu vanogara vachikanganisa.
17 Vari kutaura vataurazve nevaya vasingandiremekedzi vachiti, ‘Jehovha ati: “Muchava norugare.”’+ Vakaudza vanhu vose vari kufamba mukuoma kwemwoyo yavo+ kuti, ‘Hapana dambudziko richakuwirai.’+
18 Nokuti vanotaura mashoko okuzvikudza asingabatsiri, uye nokuchiva kwenyama+ nemiitiro yokusazvibata, vanonyengera+ vaya vanenge vachangopukunyuka+ pavanhu vanogara vachikanganisa.