RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezekieri 36:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Ndichaita kuti vanhu nemhuka zviwande pamusoro penyu,+ zvichawanda zvobereka, ndichaita kuti imi mugarwe sezvamaimboitwa pakutanga,+ ndichakuitirai zvakanaka kupfuura zvamakanga makaita pakutanga;+ uye imi muchaziva kuti ndini Jehovha.+

  • Maraki 3:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Chipo chinopiwa chaJudha necheJerusarema zvichafadza Jehovha,+ somumazuva ekare kare uye somumakore ekare kare.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe