Pisarema 100:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zivai kuti Jehovha ndiMwari.+Ndiye akatisika, kwete isu pachedu.+Isu tiri vanhu vake nemakwai emafuro ake.+ Mabasa 17:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Akaita marudzi ose+ evanhu kubva pamunhu+ mumwe chete, kuti agare pamusoro penyika yose,+ uye akatema nguva dzakatarwa+ nemiganhu yakaiswa yokugara kwevanhu,+
3 Zivai kuti Jehovha ndiMwari.+Ndiye akatisika, kwete isu pachedu.+Isu tiri vanhu vake nemakwai emafuro ake.+
26 Akaita marudzi ose+ evanhu kubva pamunhu+ mumwe chete, kuti agare pamusoro penyika yose,+ uye akatema nguva dzakatarwa+ nemiganhu yakaiswa yokugara kwevanhu,+