Eksodho 13:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ngachive chiratidzo paruoko rwako nechiyeuchidzo pakati pemaziso ako,+ kuti mutemo waJehovha uve mumuromo mako;+ nokuti Jehovha akakubudisa muIjipiti noruoko rune simba.+ Eksodho 31:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 “Iwe taura nevanakomana vaIsraeri, uchiti, ‘Chokwadi munofanira kuchengeta masabata angu,+ nokuti iwo chiratidzo pakati pangu nemi muzvizvarwa zvenyu zvose kuti muzive kuti ini Jehovha ndiri kukutsvenesai.+ Eksodho 35:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Basa ringaitwa kwemazuva matanhatu,+ asi zuva rechinomwe richava dzvene kwamuri, sabata rezororo rakakwana kuna Jehovha. Ani naani anoshanda pariri achaurayiwa.+
9 Ngachive chiratidzo paruoko rwako nechiyeuchidzo pakati pemaziso ako,+ kuti mutemo waJehovha uve mumuromo mako;+ nokuti Jehovha akakubudisa muIjipiti noruoko rune simba.+
13 “Iwe taura nevanakomana vaIsraeri, uchiti, ‘Chokwadi munofanira kuchengeta masabata angu,+ nokuti iwo chiratidzo pakati pangu nemi muzvizvarwa zvenyu zvose kuti muzive kuti ini Jehovha ndiri kukutsvenesai.+
2 Basa ringaitwa kwemazuva matanhatu,+ asi zuva rechinomwe richava dzvene kwamuri, sabata rezororo rakakwana kuna Jehovha. Ani naani anoshanda pariri achaurayiwa.+