Pisarema 10:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Jehovha ndiMambo nokusingagumi kunyange nokusingaperi.+Marudzi akaparara munyika yake.+ Dhanieri 4:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zviratidzo zvake zvikuru sei, uye zvinhu zvake zvinoshamisa zvine simba sei!+ Umambo hwake umambo husingagumi,+ uye ushe hwake hunosvika kuzvizvarwa nezvizvarwa.+ Mika 4:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ndichaita kuti ivo vakanga vachikamhina vave vanosara,+ uye ndichaita kuti ivo vakabviswa vakaendeswa kure vave rudzi rune simba;+ Jehovha achava mambo wavo ari muGomo reZiyoni, kubvira zvino kusvikira nokusingagumi.+
3 Zviratidzo zvake zvikuru sei, uye zvinhu zvake zvinoshamisa zvine simba sei!+ Umambo hwake umambo husingagumi,+ uye ushe hwake hunosvika kuzvizvarwa nezvizvarwa.+
7 Ndichaita kuti ivo vakanga vachikamhina vave vanosara,+ uye ndichaita kuti ivo vakabviswa vakaendeswa kure vave rudzi rune simba;+ Jehovha achava mambo wavo ari muGomo reZiyoni, kubvira zvino kusvikira nokusingagumi.+