RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Nehemiya 11:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Zvino machinda+ evanhu aigara muJerusarema;+ asi vamwe vanhu vose, vakakanda mijenya+ kuti vaunze mumwe chete pavanhu gumi voga voga kuti agare muJerusarema guta dzvene,+ uye zvimwe zvikamu zvipfumbamwe mune mamwe maguta.

  • Pisarema 87:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  3 Zvinhu zvinokudzwa zviri kutaurwa pamusoro pako, haiwa iwe guta raMwari wechokwadi.+ Sera.

  • Isaya 52:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 52 Muka, muka, pfeka simba rako,+ haiwa iwe Ziyoni! Pfeka nguo dzako dzakanaka,+ haiwa iwe Jerusarema, guta dzvene!+ Nokuti munhu asina kudzingiswa uye asina kuchena haazopindizve mauri.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe