Isaya 5:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Naizvozvo vanhu vangu vachatapwa nokuda kwokushayiwa zivo;+ vanokudzwa vavo vachava varume vanoziya nenzara,+ uye boka ravo richafa nenyota.+ Jeremiya 4:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Nokuti vanhu vangu mapenzi.+ Havana kundiziva.+ Ivo vanakomana vasina kuchenjera; uye havasi vaya vanonzwisisa.+ Vakachenjerera kuita zvakaipa, asi chokwadi havazivi kuita zvakanaka.+
13 Naizvozvo vanhu vangu vachatapwa nokuda kwokushayiwa zivo;+ vanokudzwa vavo vachava varume vanoziya nenzara,+ uye boka ravo richafa nenyota.+
22 Nokuti vanhu vangu mapenzi.+ Havana kundiziva.+ Ivo vanakomana vasina kuchenjera; uye havasi vaya vanonzwisisa.+ Vakachenjerera kuita zvakaipa, asi chokwadi havazivi kuita zvakanaka.+