2 Madzimambo 15:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Mumazuva aPeka mambo waIsraeri, Tigrati-pireseri+ mambo weAsiriya+ akauya, akatora Ijoni+ neAbheri-bheti-maaka+ neJanoa neKedheshi+ neHazori+ neGiriyedhi+ neGarireya,+ nyika yose yaNaftari,+ akavatapa, akaenda navo kuAsiriya.+ 2 Madzimambo 16:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Naizvozvo Ahazi akatuma nhume kuna Tigrati-pireseri+ mambo weAsiriya achiti: “Ndiri muranda wenyu+ nomwanakomana wenyu. Uyai mundiponese+ muchanza chamambo weSiriya nomuchanza chamambo waIsraeri, vari kundimukira.” Hosiya 8:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti ivo vakaenda kuAsiriya,+ sembizi iri yoga.+ Kana ari Efremu, akatsvaka vadiwa vanobhadharwa.+ Hosiya 12:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 “Efremu anodya mhepo+ uye zuva rose anodzinganisa mhepo yokumabvazuva.+ Anowanziridza kureva nhema nokupamba.+ Vanoita sungano neAsiriya,+ uye vanoenda kuIjipiti nemafuta.
29 Mumazuva aPeka mambo waIsraeri, Tigrati-pireseri+ mambo weAsiriya+ akauya, akatora Ijoni+ neAbheri-bheti-maaka+ neJanoa neKedheshi+ neHazori+ neGiriyedhi+ neGarireya,+ nyika yose yaNaftari,+ akavatapa, akaenda navo kuAsiriya.+
7 Naizvozvo Ahazi akatuma nhume kuna Tigrati-pireseri+ mambo weAsiriya achiti: “Ndiri muranda wenyu+ nomwanakomana wenyu. Uyai mundiponese+ muchanza chamambo weSiriya nomuchanza chamambo waIsraeri, vari kundimukira.”
9 Nokuti ivo vakaenda kuAsiriya,+ sembizi iri yoga.+ Kana ari Efremu, akatsvaka vadiwa vanobhadharwa.+
12 “Efremu anodya mhepo+ uye zuva rose anodzinganisa mhepo yokumabvazuva.+ Anowanziridza kureva nhema nokupamba.+ Vanoita sungano neAsiriya,+ uye vanoenda kuIjipiti nemafuta.