RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 78:36
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 36 Vakaedza kumunyengedza nomuromo wavo;+

      Vakaedza kumurevera nhema norurimi rwavo.+

  • Isaya 29:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Zvino Jehovha anoti: “Vanhu ava zvavakava pedyo neni nemiromo yavo, vakandikudza nemiromo yavo chete,+ vakaisa mwoyo yavo kure neni,+ uye kunditya kwavo kukava murayiro wevanhu uri kudzidziswa,+

  • Mika 6:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Nokuti vapfumi varo vazara nechisimba, vagari varo vakataura nhema,+ uye rurimi rwavo runonyengera mumuromo wavo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe