Mika 6:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Haiwa iwe munhu wepanyika, iye akakuudza kuti zvakanaka ndezvipi.+ Jehovha anodei kwauri kunze kwokuti ururamisire,+ ude mutsa+ uye uve nomwero+ pakufamba naMwari wako?+
8 Haiwa iwe munhu wepanyika, iye akakuudza kuti zvakanaka ndezvipi.+ Jehovha anodei kwauri kunze kwokuti ururamisire,+ ude mutsa+ uye uve nomwero+ pakufamba naMwari wako?+