RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jobho 21:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Vanofanana here neshanga rinopeperetswa nemhepo,+

      Uye nehundi yatorwa nedutu?

  • Pisarema 1:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  4 Vakaipa havana kudaro,

      Asi vakaita sehundi inopeperetswa nemhepo.+

  • Dhanieri 2:35
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 35 Panguva iyoyo simbi yacho, ivhu rakaumbwa, mhangura, sirivha nendarama, zvose pamwe chete, zvakakuyiwa zvikava sehundi yepaburiro rezhizha,+ mhepo ikazvitakura zvokuti hazvina kuzombowanikazve.+ Asi dombo rakarova chifananidzo chacho, rakava gomo guru, rikazadza nyika yose.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe