Pisarema 37:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Kwangosara nguva duku, munhu akaipa haazovipozve;+Uchanyatsotarira panzvimbo yake, asi haachazovipo.+ Zvakazarurwa 20:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Ndakaona chigaro choumambo chikuru chichena naiye akanga agere pachiri.+ Denga nenyika zvakatiza pamberi pake,+ uye hazvina kuwanirwa nzvimbo.
10 Kwangosara nguva duku, munhu akaipa haazovipozve;+Uchanyatsotarira panzvimbo yake, asi haachazovipo.+
11 Ndakaona chigaro choumambo chikuru chichena naiye akanga agere pachiri.+ Denga nenyika zvakatiza pamberi pake,+ uye hazvina kuwanirwa nzvimbo.