Isaya 25:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Chokwadi achaparadza rufu nokusingaperi,+ uye Changamire Ishe Jehovha achapukuta misodzi pazviso zvose.+ Achabvisa kuzvidzwa kwevanhu vake panyika yose,+ nokuti iye Jehovha azvitaura.
8 Chokwadi achaparadza rufu nokusingaperi,+ uye Changamire Ishe Jehovha achapukuta misodzi pazviso zvose.+ Achabvisa kuzvidzwa kwevanhu vake panyika yose,+ nokuti iye Jehovha azvitaura.