RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Hosiya 13:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 “Ndichavadzikinura pasimba reSheori;+ ndichavanunura parufu.+ Haiwa iwe Rufu, kuruma kwako kuripi?+ Haiwa iwe Sheori, kuparadza kwako kuripi?+ Kunzwira tsitsi kuchavanzwa kuti maziso angu arege kukuona.+

  • 1 VaKorinde 15:54
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 54 Asi ichi chinoora pachinopfeka kusaora uye ichi chinofa pachinopfeka kusafa, shoko rakanyorwa richabva raitika rinoti: “Rufu+ rwaparadzwa nokusingaperi.”+

  • 2 Timoti 1:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 asi zvino wakaitwa kuti unyatsooneka nokuiswa pachena+ kwoMuponesi wedu, Kristu Jesu, akabvisa rufu+ asi akavheneka+ paupenyu+ nokusaora+ nemashoko akanaka,+

  • VaHebheru 2:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 uye kuti asunungure+ vose vaya vakanga vari muuranda kwoupenyu hwavo hwose+ nokuda kwokutya rufu.+

  • Zvakazarurwa 20:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Rufu+ neHadhesi zvakakandwa mugungwa romoto. Iri gungwa romoto+ rinomirira rufu rwechipiri.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe