Isaya 35:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Vakadzikinurwa naJehovha vachadzoka,+ vachasvika kuZiyoni vachishevedzera nomufaro;+ uye kufara nokusingagumi kuchava pamisoro yavo.+ Vachapembera nomufaro uye vachafara, shungu nokugomera zvichatiza.+ Zvakazarurwa 7:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 nokuti Gwayana,+ riri pakati pechigaro choumambo, richavafudza,+ uye richavatungamirira kuzvitubu zvemvura+ youpenyu. Mwari achapukuta misodzi yose pamaziso avo.”+ Zvakazarurwa 21:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Achapukuta misodzi yose+ pamaziso avo, rufu haruchazovipo,+ kana kuchema kana kuridza mhere kana kurwadziwa hazvingazovipozve.+ Zvinhu zvokutanga zvapfuura.”+
10 Vakadzikinurwa naJehovha vachadzoka,+ vachasvika kuZiyoni vachishevedzera nomufaro;+ uye kufara nokusingagumi kuchava pamisoro yavo.+ Vachapembera nomufaro uye vachafara, shungu nokugomera zvichatiza.+
17 nokuti Gwayana,+ riri pakati pechigaro choumambo, richavafudza,+ uye richavatungamirira kuzvitubu zvemvura+ youpenyu. Mwari achapukuta misodzi yose pamaziso avo.”+
4 Achapukuta misodzi yose+ pamaziso avo, rufu haruchazovipo,+ kana kuchema kana kuridza mhere kana kurwadziwa hazvingazovipozve.+ Zvinhu zvokutanga zvapfuura.”+