RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 28:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Jehovha achakuzarurira matura ake akanaka, iwo matenga, kuti akupe mvura panyika yako mumwaka wayo+ uye kuti akomborere mabasa ose oruoko rwako;+ uye uchakweretesa marudzi mazhinji, asi iwe hauzokwereti.+

  • Zekariya 8:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 ‘Nokuti pachava nembeu yorugare;+ muzambiringa uchabereka zvibereko zvawo,+ nyika ichabudisa zvibereko zvayo,+ matenga achapa dova rawo;+ uye ndichaita kuti vachasara+ vevanhu ava vagare nhaka zvinhu zvose izvi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe