RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 48:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  8 Takaona zvakaita sokunzwa kwatanga tangoita+

      Muguta raJehovha wemauto, muguta raMwari wedu.+

      Mwari acharisimbisa kwazvo nokusingagumi.+ Sera.

  • Isaya 60:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 “Panzvimbo pokuti uve akasiyiwa zvachose neanovengwa, usisina munhu anopfuura nomauri,+ ndichaita kuti uve chinhu chokudada nacho nokusingagumi, chinopembererwa nomufaro kwezvizvarwa nezvizvarwa.+

  • Amosi 9:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 “‘Ndichavadyara panyika yavo, uye havazodzurwizve panyika yavo yandakavapa,’+ Jehovha Mwari wako adaro.”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe