Dheuteronomi 6:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Zvino uyu ndiwo murayiro, nemirau nezvakatongwa zvakarayirwa naJehovha Mwari wenyu kuti mudzidziswe,+ kuti muzviite munyika yamuri kuyambukira kwairi kuti munoitora ive yenyu; Pisarema 25:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Achaita kuti vanyoro vafambe mune zvaakatonga,+Uye achadzidzisa vanyoro nzira yake.+ Johani 6:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 Mune Zvakanyorwa nevaprofita makanzi, ‘Vose vachadzidziswa naJehovha.’+ Munhu wose anenge anzwa kuna Baba akadzidza anouya kwandiri.+
6 “Zvino uyu ndiwo murayiro, nemirau nezvakatongwa zvakarayirwa naJehovha Mwari wenyu kuti mudzidziswe,+ kuti muzviite munyika yamuri kuyambukira kwairi kuti munoitora ive yenyu;
45 Mune Zvakanyorwa nevaprofita makanzi, ‘Vose vachadzidziswa naJehovha.’+ Munhu wose anenge anzwa kuna Baba akadzidza anouya kwandiri.+