Dheuteronomi 28:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Jehovha achakurova netiibhii+ nokupisa muviri kwazvo nokuzvimba nokupisa muviri kunokonzerwa nefivha nebakatwa+ nokutsva kwezvirimwa+ nokuvhuvha,+ uye zvichakutevera kusvikira waparara. Dheuteronomi 32:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Vachaziya nenzara+ uye vachaparadzwa nefivha+ huruNokuparadza kwakaipa kwazvo.+Ndichavatumira mazino ezvikara,+Nouturu hwezvinokambaira muguruva.+
22 Jehovha achakurova netiibhii+ nokupisa muviri kwazvo nokuzvimba nokupisa muviri kunokonzerwa nefivha nebakatwa+ nokutsva kwezvirimwa+ nokuvhuvha,+ uye zvichakutevera kusvikira waparara.
24 Vachaziya nenzara+ uye vachaparadzwa nefivha+ huruNokuparadza kwakaipa kwazvo.+Ndichavatumira mazino ezvikara,+Nouturu hwezvinokambaira muguruva.+