Isaya 41:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Usatya, nokuti ndinewe.+ Usatarira-tarira, nokuti ndiri Mwari wako.+ Ndichakusimbisa.+ Chokwadi ndichakubatsira.+ Chokwadi ndicharamba ndakakubata zvakasimba noruoko rwangu rworudyi+ rwokururama.’+ Zekariya 8:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino sezvamakava chinhu chinotukwa pakati pemarudzi aya,+ haiwa imi imba yaJudha neimba yaIsraeri,+ saizvozvo ndichakuponesai, uye muchava chikomborero.+ Musatya.+ Maoko enyu ngaave nesimba.’+
10 Usatya, nokuti ndinewe.+ Usatarira-tarira, nokuti ndiri Mwari wako.+ Ndichakusimbisa.+ Chokwadi ndichakubatsira.+ Chokwadi ndicharamba ndakakubata zvakasimba noruoko rwangu rworudyi+ rwokururama.’+
13 Zvino sezvamakava chinhu chinotukwa pakati pemarudzi aya,+ haiwa imi imba yaJudha neimba yaIsraeri,+ saizvozvo ndichakuponesai, uye muchava chikomborero.+ Musatya.+ Maoko enyu ngaave nesimba.’+