RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 32:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 kusvikira mudzimu wadururirwa patiri uchibva kumusoro,+ renje rava munda wemichero, uye munda wemichero wava kunzi isango chairo.+

  • Isaya 44:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Nokuti ndichadururira mvura pamunhu ane nyota,+ uye hova dzinoyerera zvinyoronyoro panzvimbo yakaoma.+ Ndichadururira mudzimu wangu pavana vako,+ nechikomborero changu pavazukuru vako.

  • Joeri 2:28
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 28 “Zvino pashure paizvozvo ndichadurura mudzimu wangu+ pavanhu vemarudzi ose,+ vanakomana venyu nevanasikana venyu+ vachaprofita. Vakwegura venyu vacharota hope. Majaya enyu achaona zviratidzo.

  • Mabasa 3:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 “Naizvozvo, pfidzai,+ mutendeuke+ kuti zvivi zvenyu zvidzimwe,+ kuti mwaka yokusimbaradzwa+ iuye ichibva kuna iye Jehovha

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe