Isaya 29:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Haisi nguva duku kwazvo yasara here, kuti Rebhanoni rishandurwe kuva munda wemichero+ uye kuti munda wemichero unzi isango?+ Isaya 35:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Chokwadi richatumbuka,+ richafara nomufaro uye nokushevedzera kwokufara.+ Richapiwa kunaka kweRebhanoni,+ iko kubwinya kweKameri+ nokweSharoni.+ Pachava nevaya vachaona kukudzwa kwaJehovha,+ iko kubwinya kwaMwari wedu.+
17 Haisi nguva duku kwazvo yasara here, kuti Rebhanoni rishandurwe kuva munda wemichero+ uye kuti munda wemichero unzi isango?+
2 Chokwadi richatumbuka,+ richafara nomufaro uye nokushevedzera kwokufara.+ Richapiwa kunaka kweRebhanoni,+ iko kubwinya kweKameri+ nokweSharoni.+ Pachava nevaya vachaona kukudzwa kwaJehovha,+ iko kubwinya kwaMwari wedu.+