1 Makoronike 17:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “‘“Zvino kana mazuva ako akwana, okuti uende, uve pamwe chete nemadzitateguru ako,+ ndichamutsa mwana wako anokutevera, uyo achava mumwe wevanakomana vako,+ uye ndichasimbisa kwazvo umambo hwake.+ Mateu 9:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Jesu zvaakanga achipfuura achibva ipapo, mapofu maviri+ akamutevera, achishevedzera, achiti: “Tinzwirei ngoni,+ Mwanakomana waDhavhidhi.” Ruka 1:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Uyu achava mukuru+ uye achanzi Mwanakomana woWokumusorosoro;+ uye Jehovha Mwari achamupa chigaro choumambo+ chababa vake Dhavhidhi,+
11 “‘“Zvino kana mazuva ako akwana, okuti uende, uve pamwe chete nemadzitateguru ako,+ ndichamutsa mwana wako anokutevera, uyo achava mumwe wevanakomana vako,+ uye ndichasimbisa kwazvo umambo hwake.+
27 Jesu zvaakanga achipfuura achibva ipapo, mapofu maviri+ akamutevera, achishevedzera, achiti: “Tinzwirei ngoni,+ Mwanakomana waDhavhidhi.”
32 Uyu achava mukuru+ uye achanzi Mwanakomana woWokumusorosoro;+ uye Jehovha Mwari achamupa chigaro choumambo+ chababa vake Dhavhidhi,+