VaFiripi 2:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 kuti muzita raJesu mabvi ose apfugame, evaya vari kudenga nevaya vari panyika nevaya vari pasi pevhu,+ 1 Timoti 6:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Kuoneka uku kucharatidzwa panguva yakwo yakatarwa+ naiye anofara, iye oga Mutongi Ane Simba,+ iye Mambo+ wevaya vanotonga semadzimambo uye Ishe+ wevaya vanotonga semadzishe,
10 kuti muzita raJesu mabvi ose apfugame, evaya vari kudenga nevaya vari panyika nevaya vari pasi pevhu,+
15 Kuoneka uku kucharatidzwa panguva yakwo yakatarwa+ naiye anofara, iye oga Mutongi Ane Simba,+ iye Mambo+ wevaya vanotonga semadzimambo uye Ishe+ wevaya vanotonga semadzishe,