Ruka 11:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Asi Ishe akati kwaari: “Zvino imi vaFarisi, munochenesa kunze kwekapu nedhishi, asi mukati+ menyu makazara kupamba nouipi.+
39 Asi Ishe akati kwaari: “Zvino imi vaFarisi, munochenesa kunze kwekapu nedhishi, asi mukati+ menyu makazara kupamba nouipi.+