Zvirevo 26:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Munhu anovenga anoita kuti asazivikanwa achishandisa miromo yake, asi anoisa unyengeri mukati make.+ Jeremiya 4:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Geza mwoyo wako uchene pane zvakaipa, haiwa iwe Jerusarema, kuti uponeswe.+ Kufunga kwako kwakaipa kuchagara mauri kusvikira rini?+ Tito 1:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Zvinhu zvose zvakachena kuvanhu vakachena.+ Asi kune vanhu vakasvibiswa+ nevasina kutenda+ hapana chakachena, asi pfungwa dzavo nehana+ dzavo zvakasvibiswa.
24 Munhu anovenga anoita kuti asazivikanwa achishandisa miromo yake, asi anoisa unyengeri mukati make.+
14 Geza mwoyo wako uchene pane zvakaipa, haiwa iwe Jerusarema, kuti uponeswe.+ Kufunga kwako kwakaipa kuchagara mauri kusvikira rini?+
15 Zvinhu zvose zvakachena kuvanhu vakachena.+ Asi kune vanhu vakasvibiswa+ nevasina kutenda+ hapana chakachena, asi pfungwa dzavo nehana+ dzavo zvakasvibiswa.