Mateu 6:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Nokudaro paunopa varombo zvipo uchivanzwira ngoni,+ usaridza bhosvo+ pamberi pako, sezvinoita vanyengeri mumasinagogi nomumigwagwa, kuti vakudzwe nevanhu. Chokwadi ndinoti kwamuri, Ivo vari kuwana mubayiro wavo wakakwana.
2 Nokudaro paunopa varombo zvipo uchivanzwira ngoni,+ usaridza bhosvo+ pamberi pako, sezvinoita vanyengeri mumasinagogi nomumigwagwa, kuti vakudzwe nevanhu. Chokwadi ndinoti kwamuri, Ivo vari kuwana mubayiro wavo wakakwana.