VaRoma 8:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Zvino, kana tiri vana, tiri vagari venhakawo: chokwadi vagari venhaka vaMwari, asi vagari venhaka+ pamwe chete naKristu, chero bedzi tichitambura+ pamwe chete kuti tikudzwe pamwe chete.+
17 Zvino, kana tiri vana, tiri vagari venhakawo: chokwadi vagari venhaka vaMwari, asi vagari venhaka+ pamwe chete naKristu, chero bedzi tichitambura+ pamwe chete kuti tikudzwe pamwe chete.+