VaFiripi 1:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 nokuti imi makapiwa ropafadzo nokuda kwaKristu, kwete kuti mutende+ maari chete, asiwo kuti mutambure+ nokuda kwake. VaKorose 1:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Ndiri kufara zvino pakutambura kwangu kuzhinji nokuda kwenyu,+ uye iniwo, ndiri kuzadzisa panyama yangu zvakasara pakutambudzika+ kwaKristu nokuda kwomuviri wake, iyo ungano.+
29 nokuti imi makapiwa ropafadzo nokuda kwaKristu, kwete kuti mutende+ maari chete, asiwo kuti mutambure+ nokuda kwake.
24 Ndiri kufara zvino pakutambura kwangu kuzhinji nokuda kwenyu,+ uye iniwo, ndiri kuzadzisa panyama yangu zvakasara pakutambudzika+ kwaKristu nokuda kwomuviri wake, iyo ungano.+