1 VaKorinde 11:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Akaitawo saizvozvo nekapu,+ paakanga apedza kudya kwemanheru, achiti: “Kapu iyi inomirira sungano itsva+ muropa rangu.+ Rambai muchiita izvi, nguva dzose pamunonwira mairi, muchindiyeuka.”+
25 Akaitawo saizvozvo nekapu,+ paakanga apedza kudya kwemanheru, achiti: “Kapu iyi inomirira sungano itsva+ muropa rangu.+ Rambai muchiita izvi, nguva dzose pamunonwira mairi, muchindiyeuka.”+